Judges 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Adoni‐bezeki wakatiza; ʋakamuteʋera, ʋakamuɓata, ndokumugura magunwe ake namagunwe amakumbo ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adhoni Bhezeki akatiza, asi vakamudzinganisa vakamubata, vakagura zvigunwe zvake zvikuru zvomumaoko nezvigunwe zvake zvikuru zvomumakumbo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adhonibhezeki ndokuti ware kutiza, asi vakamudzingirira, vakamubata, vakamudimura zvara zvake nezvigunwe zvake zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Adhoni-bhezeki wakatiza; vakamutevera, vakamubata, ndokumugura magunwe ake namagunwe amakumbo ake.
Shona 2009?
Asi Adhoni-bhezeki wakatiza; vakamutevera, vakamubata, ndokumugura magumwe ake namagumwe amakumbo ake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Adhoni–bhezeki wakatiza; vakamutevera, vakamubata, ndokumugura magunwe ake namagunwe amakumbo ake.