Judges 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaJuda ʋakandorwa neJerusarema, ʋakarikunda, ʋakaʋaʋuraya neminondo inopinza, ʋakapisa guta nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veJudha vakarwisawo Jerusarema vakaritora. Vakakunda guta nomunondo uye vakaripisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vokwaJudha vakarwisawo Jerusaremu vakarikurira vakauraya vanhu vomo namapakatwa, vakaripisa nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaJudha vakandorwa neJerusaremu, vakarikunda, vakavauraya neminondo inopinza, vakapisa guta nomoto.
Shona 2009?
Zvino vana vaJudha vakandorwa neJerusaremu, vakarikunda, vakavauraya neminondo inopinza, vakapisa guta nomoto.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vaJudha vakandorwa neJerusaremu, vakarikunda, vakavauraya neminondo inopinza, vakapisa guta nomoto.