Judges 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaAbimereki, Tora mŋanakomana waPua, mŋanakomana waDodo, murume waIsakari, wakamuka akaponesa Israeri; iye waigara paShamiri panyika yamakomo yaEfraimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwenguva yaAbhimereki murume weIsraeri, Tora mwanakomana waPua, mwanakomana waDhodho, akasimuka kuti aponese Israeri. Akanga achigara muShamiri munyika yezvikomo yeEfuremu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shure kwaAbhimereki kwakazomukawo mumwe wokununura Isiraeri ainzi Tora mwana waPuwa, mwanakomona waDhodho wedzinza rokwaIsakari. Aigara kuShamiri munyika yamakomo yokwaEfuraimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaAbhimereki, Tora mwanakomana waPua, mwanakomana waDhodho, murume waIsakari, wakamuka akaponesa Isiraeri; iye waigara paShamiri panyika yamakomo yaEfuremu.
Shona 2009?
Shure kwaAbhimereki, Tora mwanakomana waPua, mwanakomana waDhodho, murume waIsakari, wakamuka akaponesa Isiraeri; iye waigara paShamiri panyika yamakomo yaEfuremu.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaAbhimereki, Tora mwanakomana waPua, mwanakomana waDhodho, murume waIsakari, wakamuka akaponesa Isiraeri; iye waigara paShamiri panyika yamakomo yaEfuremu.