Judges 10:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaSidoni, naʋaAmareki, naʋaMaoni ʋakakutambudzai ʋo, imi mukacema kwandiri, ndikakuponesai pamaʋoko aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaSidhoni, vaAmareki, navaMaoni uye mukachema kwandiri kuti ndikubatsirei, handina kukuponesai mumaoko avo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makabatwa zvakaipa navaSidhoni navaAmareki navaMaoni, mukachema kwandiri ndikakununurai mumaoko avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaSidhoni, navaAmareki, navaMaoni vakakutambudzaiwo, imi mukachema kwandiri, ndikakuponesai pamaoko avo.
Shona 2009?
VaSidhoni, navaAmareki, navaMaoni vakakutambudzaiwo, imwi mukachema kwandiri, ndikakuponesai pamaoko avo.
Shona SUB 2002 Bible
VaSidhoni, navaAmareki, navaMaoni vakakutambudzaiwo, imi mukachema kwandiri, ndikakuponesai pamaoko avo.