Judges 10:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakati kunaJehova: Takatadza; tiitirei henyu seɀamunofuŋga, asi tinokumbira kuti mutirwirei henyu nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaIsraeri vakati kuna Jehovha, “Takatadza hedu. Tiitirei zvose zvamunoona kuti zvakanaka kwamuri, asi tapota tinunurei henyu nhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vaIsiraeri vakati kuna Tenzi, “Takatadza isu! Itai zvenyu zvamunoda nesu. Tateterera, chatinongokumbira chete kuti mutinunurewo nhasi uno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakati kuna Jehovha, “Takatadza; tiitirei henyu sezvamunofunga, asi tinokumbira kuti mutirwirei henyu nhasi.”
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakati kuna Jehovha, "Takatadza; tiitirei henyu sezvamunofunga, asi tinokumbira kuti mutirwirei henyu nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakati kuna Jehovha, “Takatadza; tiitirei henyu sezvamunofunga, asi tinokumbira kuti mutirwirei henyu nhasi.”