Judges 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakarasha ʋamŋari ʋatorwa ʋakaŋga ʋari pakati paʋo, ʋakashumira Jehova; mŋoyo wake ukacema pamsoro pokutambudzika kwaʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakarasa vamwari vatorwa pakati pavo vakashumira Jehovha. Uye haana kuzotenderazve kutambudzika kweIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vakabvisa pakati pavo vamwari vasingazikanwi, vakatangisa kunamata Tenzi, akabva atangawo kuva nehanya nenhamo dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakarasha vamwari vatorwa vakanga vari pakati pavo, vakashumira Jehovha; mwoyo wake ukachema pamusoro pokutambudzika kwavaIsiraeri.
Shona 2009?
Ipapo vakarasha vamwari vatorwa vakanga vari pakati pavo, vakashumira Jehovha; moyo wake ukachema pamusoro pokutambudzika kwavaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakarasha vamwari vatorwa vakanga vari pakati pavo, vakashumira Jehovha; mwoyo wake ukachema pamusoro pokutambudzika kwaVaIsiraeri.