Judges 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwake Jairi muGireadi wakamuka, iye akatoŋga ʋaIsraeri makore anamakumi maʋiri namaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akazoteverwa naJairi muGireadhi, uyo akatungamirira Israeri kwamakore makore makumi maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maTora makazomuka Jairi wokuGireadhi, akatonga vaIsiraeri kwamakumi maviri amakore ana makore maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwake Jairi muGireadhi wakamuka, iye akatonga vaIsiraeri makore ana makumi maviri namaviri.
Shona 2009?
Shure kwake Jairi muGiriyadhi wakamuka, iye akatonga vaIsiraeri makore ana makumi maviri namaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwake Jairi muGireadhi wakamuka, iye akatonga VaIsiraeri makore ana makumi maviri namaviri.