Judges 10:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jairi akafa, akaʋigwa paKamoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jairi paakafa, akavigwa muKamoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jairi akazofa akavigwa kuKamoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jairi akafa, akavigwa paKamoni.
Shona 2009?
Jairi akafa, akavigwa paKamoni.
Shona SUB 2002 Bible
Jairi akafa, akavigwa paKamoni.