Judges 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita ɀe ɀakaipa pamberi paJehova, ʋakashumira ʋaBaari naʋaAshtaroti naʋamŋari ʋaʋaSiria, naʋamŋari ʋeSidoni, naʋaMŋari ʋaMoabi, naʋamŋari ʋaʋana ʋaAmoni, naʋamŋari ʋaʋaFiristia; ʋakarasha Jehova, ʋakasamushumira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha. Vakashumira vanaBhaari uye vanaAshitoreti, navamwari veAramu, vamwari veSidhoni, vamwari veMoabhu, vamwari vavaAmoni navamwari vavaFiristia. Uye nokuti vaIsraeri vakasiya Jehovha uye vakasazomushumirazve,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakaita zvakare zvisingadiwi naTenzi. Vakatangazve kunamata vanaBhaari naAshitaroti, vamwari vokuSiria, navamwari vokuSidhoni, navamwari vokuMoabhu, navamwari vevaAmoni, navamwari vavaFirisitia. Vakazvicheka ukama naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, vakashumira vaBhaari navaAshitaroti navamwari vavaSiria, navamwari veSidhoni, navamwari vaMoabhu, navamwari vavana vaAmoni, navamwari vavaFirisitia; vakarasha Jehovha, vakasamushumira.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, vakashumira vaBhaari navaAshitaroti navamwari vavaSiria, navamwari veSidhoni, navamwari vaMoabhu, navamwari vavana vaAmoni, navamwari vavaFirisitia; vakarasha Jehovha, vakasamushumira.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, vakashumira vaBhaari navaAshitaroti navamwari vavaSiria, navamwari veSidhoni, navamwari vaMoabhu, navamwari vavana vaAmoni, navamwari vavaFirisitia; vakarasha Jehovha, vakasamushumira.