Judges 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaAmoni ʋakayambuka Joridani, ʋakarwa ʋo naʋaJuda, naʋaBenjamini, ʋuye neimba yaʋaEfraimi; naiɀoɀo ʋaIsraeri ʋakamanikidzwa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaAmoni vakayambukawo Jorodhani kuti vandorwa neJudha Bhenjamini uye neimba yaEfuremu; uye vaIsraeri vakashushikana zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaAmoni vakayambukawo Jorodhani kundorwisa vedzinza rokwaJudha nerokwaBhenjamini nerokwaEfuraimu zvokuti vaIsiraeri vakapinda pfumvu isingatauriki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaAmoni vakayambuka Jorodhani, vakarwawo navaJudha, navaBhenjamini, uye neimba yavaEfuremu; naizvozvo vaIsiraeri vakamanikidzwa kwazvo.
Shona 2009?
Zvino vana vaAmoni vakayambuka Jorodhani, vakarwawo navaJudha, navaBhenjamini, uye neimba yavaEfuremu; naizvozvo vaIsiraeri vakamanikidzwa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vaAmoni vakayambuka Jodhani, vakarwawo navaJudha, navaBhenjamini, uye neimba yavaEfuremu; naizvozvo VaIsiraeri vakamanikidzwa kwazvo.