Judges 11:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jefta muGireadi, wakaŋga ari munhu unesimba noʋumhare, asi wakaŋga ari mŋanakomana wecifeʋe; Gireadi ndiye wakaɓereka Jefta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jefuta muGireadhi, akanga ari murwi ane simba. Baba vake vainzi Gireadhi; mai vake vakanga vari chifeve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kwaiva naJefuta wokuGireadhi murume aiva mvumba chaiyo yokurwa, asi akanga ari mwana wepfambi, baba vake ari Gireadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jefuta muGireadhi, wakanga ari munhu ane simba noumhare, asi wakanga ari mwanakomana wechifeve; Gireadhi ndiye wakabereka Jefuta.
Shona 2009?
Zvino Jefuta muGiriyadhi, wakanga ari munhu ane simba noumhare, asi wakanga ari mwanakomana wechifeve; Giriyadhi ndiye wakabereka Jefuta.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jefuta muGireadhi, wakanga ari munhu ane simba noumhare, asi wakanga ari mwanakomana wechifeve; Gireadhi ndiye wakabereka Jefuta.