Judges 11:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jefta akatuma nhume kunamambo waʋana ʋaAmoni, akati: Mhoȿa yako ndeyeiko, ɀawaʋuya kuzorwa neni nenyika yaŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jefuta akatuma nhume kuna mambo wavaAmoni nomubvunzo wokuti, “Mhosva yamunayo nesu ndeyeiko zvamunorwisa nyika yedu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jefuta akatumira nhume kuna mambo wavaAmoni, achiti, “Chandakakutadzira chaicho chii kundivinga kudai kuzorwisa nyika yangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jefuta akatuma nhume kuna mambo wavana vaAmoni, akati, “Mhosva yako ndeyeiko, zvawauya kuzorwa neni nenyika yangu?”
Shona 2009?
Zvino Jefuta akatuma nhume kuna mambo wavana vaAmoni, akati, "Mhosva yako ndeyeiko, zvawauya kuzorwa neni nenyika yangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jefuta akatuma nhume kuna mambo wavana vaAmoni, akati, “Mhosva yako ndeyeiko, zvawauya kuzorwa neni nenyika yangu?”