Judges 11:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jefta akatuma ɀe nhume kunamambo waʋana ʋaAmoni,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jefuta akatumazve nhume kuna mambo wavaAmoni
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jefuta akatumira zvakare nhume kuna mambo wevaAmoni, akati kwaari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jefuta akatumazve nhume kuna mambo wavana vaAmoni,
Shona 2009?
Ipapo Jefuta akatumazve nhume kuna mambo wavana vaAmoni,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jefuta akatumazve nhume kuna mambo wavana vaAmoni,