Judges 11:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaari: Ɀanzi naJefta: ƲaIsraeri haʋana‐kutora nyika yaMoabi, kana nyika yaʋana ʋaAmoni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
achiti, “Zvanzi naJefuta: Israeri haina kutora nyika yeMoabhu kana nyika yavaAmoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvanzi naJefuta, vaIsiraeri havana kutora nyika yavaMoabhu kana yavaAmoni. Kwete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavaari, “Zvanzi naJefuta, ‘VaIsiraeri havana kutora nyika yaMoabhu, kana nyika yavana vaAmoni;
Shona 2009?
akati kwavari, "Zvanzi naJefuta, `VaIsiraeri havana kutora nyika yaMoabhu, kana nyika yavana vaAmoni;
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavaari, “Zvanzi naJefuta, ‘VaIsiraeri havana kutora nyika yaMoabhu, kana nyika yavana vaAmoni;