Judges 11:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi paŋguʋa yakakwira ʋaIsraeri ʋacibva Egipita, ʋakafamba murenje kuȿikira paGuŋgwa Dɀuku, ʋakaȿika paKadeshi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pavakabuda muIjipiti, Israeri yakaenda nomurenje kusvikira kuGungwa Dzvuku uye nokumusoro kuKadheshi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vaIsiraeri pavakabva kuIjipiti, vakapfuura nokugungwa Dzvuku vakasvika kuKadheshi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi panguva yakakwira vaIsiraeri vachibva Ijipiti, vakafamba murenje kusvikira paGungwa Dzvuku, vakasvika paKadheshi,’
Shona 2009?
asi panguva yakakwira valsiraeri vachibva Ijipiti, vakafamba murenje kusvikira paGungwa Dzvuku, vakasvika paKadheshi,'
Shona SUB 2002 Bible
asi panguva yakakwira VaIsiraeri vachibva Ijipiti, vakafamba murenje kusvikira paGungwa Dzvuku, vakasvika paKadheshi,’