Judges 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi waGireadi akamuɓerekera ʋanakomana; ɀino ʋanakomana ʋomukadzi wake ʋakati ʋakura, ʋakadziŋga Jefta, ʋakati kwaari: Hauŋgadyi nhaka mumba maɓaɓa ʋeɗu, nokuti uri mŋanakomana womumŋe mukadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi waGireadhi akamuberekerawo vanakomana, uye vakati vakura, vakadzinga Jefuta. Vakati, “Iwe hauna nhaka ipi zvayo yauchawana mumhuri yedu, nokuti uri mwanakomana womumwe mukadzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gireadhi akabereka vamwe vana vakomana nomudzimai wake. Vana ivavo pavakanga vakura vakadzinga Jefuta vachimuti, “Panhaka yababa vedu, iwe hapana chako nokuti uri mwana womumwewo mukadzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi waGireadhi akamuberekera vanakomana; zvino vanakomana vomukadzi wake vakati vakura, vakadzinga Jefuta, vakati kwaari, “Haungadyi nhaka mumba mababa vedu, nokuti uri mwanakomana womumwe mukadzi.”
Shona 2009?
Mukadzi waGiriyadhi akamuberekera vanakomana; zvino vanakomana vomukadzi wake vakati vakura, vakadzinga Jefuta, vakati kwaari, "Haungadyi nhaka mumba mababa vedu, nokuti uri mwanakomana womumwe mukadzi."
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi waGireadhi akamuberekera vanakomana; zvino vanakomana vomukadzi wake vakati vakura, vakadzinga Jefuta, vakati kwaari, “Haungadyi nhaka mumba mababa vedu, nokuti uri mwanakomana womumwe mukadzi.”