Judges 11:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko imi hamuŋgatori iɀo ɀamunopiwa namŋari wenyu Kemoshi here, nesu ʋo titore nyika yaʋose ʋanodziŋgwa pamberi peɗu naJehova Mŋari weɗu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, hautori here zvaunopiwa namwari wako Kemoshi? Naizvozvo zvose zvatinopiwa naJehovha Mwari wedu, ndizvo zvatichatora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko imimi, zvamunenge mapiwa namwari wenyu Kemoshi, hamutore here? Zvino nesuwo zvose zvatinenge tapiwa naTenzi, Mwari wedu, tinozvitora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko imi hamungatori izvo zvamunopiwa namwari wenyu Kemoshi here, nesuo titore nyika yavose vanodzingwa pamberi pedu naJehovha Mwari wedu?
Shona 2009?
Ko imwi hamungatori izvo zvamunopiwa namwari wenyu Kemoshi here, nesuo titore nyika yavose vanodzingwa pamberi pedu naJehovha Mwari wedu?
Shona SUB 2002 Bible
Ko imi hamungatori izvo zvamunopiwa namwari wenyu Kemoshi here, nesuwo titore nyika yavose vanodzingwa pamberi pedu naJehovha Mwari wedu?