Judges 11:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mambo waʋana ʋaAmoni haana‐kuterera mashoko aJefta, aakatuma kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, mambo weAmoni, haana kuteerera nhume dzaJefuta dzaakatuma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mambo wavaAmoni haana kuita hanya neshoko raakanga atumirwa naJefuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mambo wavana vaAmoni haana kuterera mashoko aJefuta, aakatuma kwaari.
Shona 2009?
Asi mambo wavana vaAmoni haana kuteerera mashoko aJefuta, aakatuma kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mambo wavana vaAmoni haana kuterera mashoko aJefuta, aakatuma kwaari.