Judges 11:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jefta akapikira Jehova mhiko, akati: Kana mukaisa ʋana ʋaAmoni mumaʋoko aŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jefuta akaita mhiko kuna Jehovha akati, “Kana mukaisa vaAmoni mumaoko angu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jefuta akapika mhiko kuna Tenzi achiti, “Kana mukaisa vaAmoni mumaoko angu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jefuta akapikira Jehovha mhiko, akati, “Kana mukaisa vana vaAmoni mumaoko angu,
Shona 2009?
Jefuta akapikira Jehovha mhiko, akati, "Kana mukaisa vana vaAmoni mumaoko angu,
Shona SUB 2002 Bible
Jefuta akapikira Jehovha mhiko, akati, “Kana mukaisa vana vaAmoni mumaoko angu,