Judges 11:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋguʋa yakati yapfuʋura, ʋana ʋaAmoni ʋakandorwa naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure menguva yakati kuti, vaAmoni vakarwa navaIsraeri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwati perei chinguva, Amoni akandorwisa vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva yakati yapfuura, vana vaAmoni vakandorwa navaIsiraeri,
Shona 2009?
Zvino nguva yakati yapfuura, vana vaAmoni vakandorwa navalsiraeri,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nguva yakati yapfuura, vana vaAmoni vakandorwa naVaIsiraeri,