Judges 11:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kunaJefta: Ʋuya, uʋe ishe weɗu, kuti tindorwa naʋana ʋaAmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Uya uzova mutungamiri wehondo, kuti tigorwa navaAmoni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati kuna Jefuta, “Uya uite mutungamiriri wedu tirwise vaAmoni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kuna Jefuta, “Uya, uve ishe wedu, kuti tindorwa navana vaAmoni.”
Shona 2009?
Vakati kuna Jefuta, "Uya, uve ishe wedu, kuti tindorwa navana vaAmoni."
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kuna Jefuta, “Uya, uve ishe wedu, kuti tindorwa navana vaAmoni.”