Judges 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jefta akati kuʋakuru ʋeGireadi: Kana mucindidzosa kuti ndirwe naʋana ʋaAmoni, kana Jehova akaʋaisa mumaʋoko aŋgu, ndicaʋa mukuru wenyu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jefuta akapindura akati, “Ngatimboti madzokera neni kundorwa navaAmoni uye Jehovha akavapa kwandiri, ndichava mukuru wenyu zvechokwadi here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jefuta akapindurawo vakuru vakuru ava achiti, “Mukandidzorerazve kumusha kundorwisa vaAmoni, Tenzi akavaisa mumaoko angu ndichava mutongi wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jefuta akati kuvakuru veGireadhi, “Kana muchindidzosa kuti ndirwe navana vaAmoni, kana Jehovha akavaisa mumaoko angu, ndichava mukuru wenyu here?”
Shona 2009?
Jefuta akati kuvakuru veGiriyadhi, "Kana muchindidzosa kuti ndirwe navana vaAmoni, kana Jehovha akavaisa mumaoko angu, ndichava mukuru wenyu here?"
Shona SUB 2002 Bible
Jefuta akati kuvakuru veGireadhi, “Kana muchindidzosa kuti ndirwe navana vaAmoni, kana Jehovha akavaisa mumaoko angu, ndichava mukuru wenyu here?”