Judges 12:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ibzani akafa, akaʋigwa paBeti‐rehemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Ibhizani akafa, uye akavigwa muBheterehema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ibhuzani akazofa akavigwa kuBheterehemu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ibhuzani akafa, akavigwa paBheterehemu.
Shona 2009?
Ibhuzani akafa, akavigwa paBheterehemu.
Shona SUB 2002 Bible
Ibhuzani akafa, akavigwa paBhetirehemu.