Judges 12:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwake Abdoni mŋanakomana waHireri, muPiratoni, wakatoŋga Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwake, Abhudhoni mwanakomana waHireri aibva kuPiratoni, akatungamirira Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shure kwaEroni, Abhudhoni mwanakomana waHireri wokuPiratoni ndiye akatonga Isiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwake Abhidhoni mwanakomana waHireri, muPiratoni, wakatonga Isiraeri.
Shona 2009?
Shure kwake Abhidhoni mwanakomana waHireri, muPiratoni, wakatonga Isiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwake Abhidhoni mwanakomana waHireri, muPiratoni, wakatonga Isiraeri.