Judges 12:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abdoni mŋanakomana waHireri, muPiratoni, akafa, akaʋigwa paPiratoni, panyika yaEfraimi, panyika yamakomo yaʋaAmareki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhudhoni mwanakomana waHireri akafa, uye akavigwa paPiratoni muEfuremu, munyika yezvikomo yavaAmareki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhudhoni mwanakomana waHireri, wokuPiratoni, akazofa, akavigwa kuPiratoni kunyika yokwaEfuraimu, munyika yamakomo yavaAmareki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhidhoni mwanakomana waHireri, muPiratoni, akafa, akavigwa paPiratoni, panyika yaEfuremu, panyika yamakomo yavaAmareki.
Shona 2009?
Abhidhoni mwanakomana waHireri, muPiratoni, akafa, akavigwa paPiratoni, panyika yaEfuremu, panyika yamakomo yavaAmareki.
Shona SUB 2002 Bible
Abhidhoni mwanakomana waHireri, muPiratoni, akafa, akavigwa paPiratoni, panyika yaEfuremu, panyika yamakomo yavaAmareki.