Judges 13:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akakurumidza, akamhanya, akandoʋudza murume wake, akati kwaari: Tarira, murume uya waɀiratidza ɀe kwandiri, iye wakaɗeya kuʋuya kwandiri musi uya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akakurumidza kundoudza murume wake akati, “Ari pano! Murume uya akazviratidza kwandiri zuva riya!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai uyu akamhanyira kundoudza murume wake achiti, “Imi we-e, munhu uya wokuuya kwandiri musi uya wazviratidzazve kwandiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akakurumidza, akamhanya, akandoudza murume wake, akati kwaari, “Tarira, murume uya wazviratidzazve kwandiri, iye wakadeya kuuya kwandiri musi uya.”
Shona 2009?
Mukadzi akakurumidza, akamhanya, akandoudza murume wake, akati kwaari, "Tarira, murume uya wazviratidzazve kwandiri, iye wakadeya kuuya kwandiri musi uya."
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akakurumidza, akamhanya, akandoudza murume wake, akati kwaari, “Tarira, murume uya wazviratidzazve kwandiri, iye wakadeya kuuya kwandiri musi uya.”