Judges 13:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manoa akasimuka, akateʋera mukadz, wake akaȿika kumurume, akati kwaari: Ndiwe murume wakataura nomukadzi here? Iye akati: Ndini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Manoa akasimuka akatevera mukadzi wake. Akati asvika pamurume uya, akati, “Ndimi here makataura kumukadzi wangu?” Iye akati, “Ndini.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manoa akasimuka akatevera mudzimai wake. Paakasvika kumurume iyeyo akati, “Ndimi makambotaura nomudzimai uyu here?” Iye akati, “Ndini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Manoa akasimuka, akatevera mukadzi, wake akasvika kumurume, akati kwaari, “Ndiwe murume wakataura nomukadzi here?” Iye akati, “Ndini.”
Shona 2009?
Manowa akasimuka, akatevera mukadzi, wake akasvika kumurume, akati kwaari, "Ndiwe murume wakataura nomukadzi here?" Iye akati, "Ndini."
Shona SUB 2002 Bible
Manoa akasimuka, akatevera mukadzi, wake akasvika kumurume, akati kwaari, “Ndiwe murume wakataura nomukadzi here?” Iye akati, “Ndini.”