Judges 13:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manoa akati: Ɀino kana mashoko enyu aciŋge aitika, tsika dzomŋana dzinofanira kuʋa dzipi, neɓasa rake rinofanira kuʋa reiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Manoa akamubvunza akati, “Mashoko enyu paachazadziswa, mutemo unofanira kutevedzwa paupenyu hwomukomana ndoupi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manoa akati, “Zvino kana zvamakareva zvazoitika, mhiko yaanofanira kuchengeta nezvaanofanira kuita ndezvipiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Manoa akati, “Zvino kana mashoko enyu achinge aitika, tsika dzomwana dzinofanira kuva dzipi, nebasa rake rinofanira kuva reiko?”
Shona 2009?
Manowa akati, "Zvino kana mashoko enyu achinge aitika, tsika dzomwana dzinofanira kuva dzipi, nebasa rake rinofanira kuva reiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Manoa akati, “Zvino kana mashoko enyu achinge aitika, tsika dzomwana dzinofanira kuva dzipi, nebasa rake rinofanira kuva reiko?”