Judges 13:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manoa akati kumutumŋa waJehova: Titenderei henyu tikunonosei, tikugadzirirei mbudzana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Tingada kuti mumbogara kusvikira takugadzirirai kambudzana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manoa akati kumutumwa waTenzi, “Dai mamboti mirei zvishoma ndikubayirei kambudzana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Titenderei henyu tikunonosei, tikugadzirirei mbudzana.”
Shona 2009?
Manowa akati kumutumwa waJehovha, "Titenderei henyu tikunonosei, tikugadzirirei mbudzana."
Shona SUB 2002 Bible
Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Titenderei henyu tikunonosei, tikugadzirirei mbudzana.”