Judges 13:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manoa akati kumutumŋa waJehova: Zita renyu ndianiko? Kuti tiziʋe kukukudzai kana mashoko enyu acizoitika?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Manoa akabvunza mutumwa waJehovha akati, “Zita renyu ndianiko, kuitira kuti tigokukudzai pachazadziswa shoko renyu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manoa akabvunza mutumwa waTenzi achiti, “Ko zita renyu ndiani, kuti tigozokukudzai kana zvamakataura zvazoitika?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Zita renyu ndianiko? Kuti tizive kukukudzai kana mashoko enyu achizoitika?”
Shona 2009?
Manowa akati kumutumwa waJehovha, "Zita renyu ndianiko? Kuti tizive kukukudzai kana mashoko enyu achizoitika?"
Shona SUB 2002 Bible
Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Zita renyu ndianiko? Kuti tizive kukukudzai kana mashoko enyu achizoitika?”