Judges 13:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume weZora, weimba yaDani, wainzi Manoa; mukadzi wake wakaŋga asinomŋanakomana, asiŋgaɓereki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe murumwe weZora ainzi Manoa, aibva muimba yavaDhani, akanga ano mukadzi akanga asingabereki asina mwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiva nomumwewo murume ainzi Manoa wedzinza rokwaDhani aigara muguta reZora. Aiva momudzimai akanga asina mbereko, asina mwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuno mumwe murume weZora, weimba yaDhani, wainzi Manoa; mukadzi wake wakanga asina mwanakomana, asingabereki.
Shona 2009?
Zvino kwakanga kuno mumwe murume weZora, weimba yaDhani, wainzi Manowa; mukadzi wake wakanga asina mwanakomana, asingabereki.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuno mumwe murume weZora, weimba yaDhani, wainzi Manoa; mukadzi wake wakanga asina mwanakomana, asingabereki.