Judges 13:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muraɀo womŋoto wakati ucikwira kuɗeŋga ucibva paartari, mutumŋa waJehova ndokukwira mumuraɀo weartari, Manoa nomukadzi wake ʋakataririra; ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murazvo wakati uchikwira kubva paaritari wakananga kudenga, mutumwa waJehovha akakwira ari mumurazvo. Vakati vaona izvi, Manoa nomukadzi wake vakawira pasi nezviso zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
murazvo womoto wepaatari wakakwira kudenga, mutumwa waTenzi ndokubva akwirawo nomurazvo womoto iwoyo. Vakabva vati pasi zvambarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti murazvo womoto wakati uchikwira kudenga uchibva paatari, mutumwa waJehovha ndokukwira mumurazvo weatari, Manoa nomukadzi wake vakataririra; vakawira pasi nezviso zvavo.
Shona 2009?
Nokuti murazvo womoto wakati uchikwira kudenga uchibva paatari, mutumwa waJehovha ndokukwira mumurazvo weatari, Manowa nomukadzi wake vakataririra; vakawira pasi nezviso zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti murazvo womoto wakati uchikwira kudenga uchibva paatari, mutumwa waJehovha ndokukwira mumurazvo weatari, Manoa nomukadzi wake vakataririra; vakawira pasi nezviso zvavo.