Judges 13:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Manoa akati kumukadzi wake: Ticafa ɀirokwaɀo, nokuti takaʋona Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Tichafa zvirokwazvo! Taona Mwari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manoa akati kumudzimai wake, “Uku ndiko kufa chaiko kwatavakuita uku, pamusana pokuti taona Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Manoa akati kumukadzi wake, “Tichafa zvirokwazvo, nokuti takaona Mwari.”
Shona 2009?
Zvino Manowa akati kumukadzi wake, "Tichafa zvirokwazvo, nokuti takaona Mwari."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Manoa akati kumukadzi wake, “Tichafa zvirokwazvo, nokuti takaona Mwari.”