Judges 13:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mukadzi wake wakati kwaari: Ƌai Jehova aiɗa kutiʋuraya, uŋgaɗai asina‐kugamucira cipiriso cinopiswa necipiriso ceɀokudya pamaʋoko eɗu; uŋgaɗai asina‐kutiratidza ɀinhu iɀi ɀose, kana kutiʋudza mashoko akaɗai paŋguʋa ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mukadzi wake akati, “Kana Jehovha anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa uye chipiriso chezviyo kubva mumaoko edu, uye angadai asina kutiratidza zvinhu zvose izvi kana kutiudza izvi zvino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mudzimai wake akati kwaari, “Dai Tenzi anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira mupiro wedu wokupisa newembesanwa wabva mumaoko edu, kana kutizivisa zvinhu zvose izvi zvaakatiudza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mukadzi wake wakati kwaari, “Dai Jehovha aida kutiuraya, ungadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa chezvokudya pamaoko edu; ungadai asina kutiratidza mashoko akadai panguva ino.”
Shona 2009?
Asi mukadzi wake wakati kwaari, "Dai Jehovha aida kutiuraya, ungadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa chezvokudya pamaoko edu; ungadai asina kutiratidza mashoko akadai panguva ino."
Shona SUB 2002 Bible
Asi mukadzi wake wakati kwaari, “Dai Jehovha aida kutiuraya, ungadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa chezvokudya pamaoko edu; ungadai asina kutiratidza mashoko akadai panguva ino.”