Judges 13:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waJehova akataŋga kumumutsa paMahane‐dani, pakati peZora neEshtaori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Mweya waJehovha wakatanga kumumutsa paakanga ari paMahane Dhani, pakati peZora neEshitaori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya waTenzi wakatangisa kushanda maari, iye ari kuMahanedhani pakati peZora neShitaori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya waJehovha akatanga kumumutsa paMahanedhani, pakati peZora neEshitaori.
Shona 2009?
Mweya waJehovha akatanga kumumutsa paMahanedhani, pakati peZora neEshitaori.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya waJehovha akatanga kumumutsa paMahane–dhani, pakati peZora neEshitaori.