Judges 13:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino cicenjera hako kuti urege kunwa waini, kana ɀimŋe ɀinoɓata, kana kudya cinhu cisina‐kunaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino uone kuti warega kunwa waini kana zvimwe zvokunwa zvakaviriswa uye kuti urege kudya chinhu chipi zvacho chisina kuchena,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo uchenjerere kuti usanwe waini kana doro, uregewo kudya chinhu chakan'ora,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino chichenjera hako kuti urege kunwa waini, kana zvimwe zvinobata, kana kudya chinhu chisina kunaka;
Shona 2009?
Naizvozvo zvino chichenjera hako kuti urege kumwa waini, kana zvimwe zvinobata, kana kudya chinhu chisina kunaka;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino chichenjera hako kuti urege kunwa waini, kana zvimwe zvinodhaka, kana kudya chinhu chisina kunaka;