Judges 13:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukadzi akandoʋudza murume wake, akati: Munhu waMŋari wakaʋuya kwandiri, ciso cake cakaŋga cakafanana neciso comutumŋa waMŋari, caityisa kwaɀo; handina‐kumubvunza kuti unobvepi, ʋuye iye haana‐kundiʋudza zita rake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mukadzi akaenda kumurume wake akandomuudza akati, “Munhu waMwari asvika kwandiri. Anga achitarisika somutumwa waMwari, anotyisa kwazvo. Handina kumubvunza kuti abva kupi, uye haana kundiudza zita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai uyu akaenda akandotaurira murume wake achiti, “Munhu waMwari auya kwandiri. Uso hwake hwakafana nouso hwomutumwa waMwari, hunotyisa kwazvo. Handina kumubvunza kuti anobvepi naiyewo haana kundiudza zita rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukadzi akandoudza murume wake, akati, “Munhu waMwari wakauya kwandiri, chiso chake chakanga chakafanana nechiso chomutumwa waMwari, chaityisa kwazvo; handina kumubvunza kuti unobvepi, uye iye haana kundiudza zita rake;
Shona 2009?
Zvino mukadzi akandoudza murume wake, akati, "Munhu waMwari wakauya kwandiri, chiso chake chakanga chakafanana nechiso chomutumwa waMwari, chaityisa kwazvo; handina kumubvunza kuti unobvepi, uye iye haana kundiudza zita rake;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukadzi akandoudza murume wake, akati, “Munhu waMwari wakauya kwandiri, chiso chake chakanga chakafanana nechiso chomutumwa waMwari, chaityisa kwazvo; handina kumubvunza kuti unobvepi, uye iye haana kundiudza zita rake;