Judges 13:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akanzwa inzwi raManoa; mutumŋa waMŋari akaʋuya ɀe kumukadzi agere pamunda; asi Manoa, murume wake, wakaŋga asi’ko kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akanzwa Manoa, uye mutumwa waMwari akauyazve kumukadzi panguva yaakanga ari kumunda; asi murume wake Manoa akanga asipo paari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akanzwa chichemo chaManoa. Mutumwa waMwari akasvikazve kumukadzi uyu agere zvake mumunda. Asi murume wake Manoa akanga asipo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akanzwa izwi raManoa; mutumwa waMwari akauyazve kumukadzi agere pamunda; asi Manoa, murume wake, wakanga asiko kwaari.
Shona 2009?
Jehovha akanzwa inzwi raManowa; mutumwa waMwari akauyazve kumukadzi agere pamunda; asi Manowa, murume wake, wakanga asiko kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akanzwa izwi raManoa; mutumwa waMwari akauyazve kumukadzi agere pamunda; asi Manoa, murume wake, wakanga asiko kwaari.