Judges 14:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa ʋake ʋakaɓurukira kumukadzi, Samsoni akagadzira’po mutambo, nokuti majaya aisiita saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino baba vake vakaburuka kundoona mukadzi uya. Uye Samusoni akaita mutambo ikoko, setsika yaiitwa nezvikomba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba waSamusoni akadzikawo kumusha kwomuroora wavo. Samusoni akaita mabiko ikoko, setsika yaiitwa navakuwasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Baba vake vakaburukira kumukadzi, Samusoni akagadzirapo mutambo, nokuti majaya aisiita saizvozvo.
Shona 2009?
Baba vake vakaburukira kumukadzi, Samusoni akagadzirapo mutambo, nokuti majaya aisiita saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Baba vake vakaburukira kumukadzi, Samusoni akagadzirapo mutambo, nokuti majaya aisiita saizvozvo.