Judges 14:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacimuʋona, ʋakaʋuya neshamŋari dzinamakumi matatu kuzoʋa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakasvika, akapiwa shamwari makumi matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Veko pavakamuti bha kumuona, vakamupa vaperekedzi, varume makumi matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachimuona, vakauya neshamwari dzina makumi matatu kuzova naye.
Shona 2009?
Zvino vakati vachimuona, vakauya neshamwari dzina makumi matatu kuzova naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachimuona, vakauya neshamwari dzina makumi matatu kuzova naye.