Judges 14:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana musiŋgagoni kundiɗudzira ico, imi mucafanira kundipa ŋguʋo dzomuceka dzinamakumi matatu, nehanzu dzakanaka dzinamakumi matatu. Iʋo ʋakati kwaari: Citaura hako cirabge cako, ticinzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana musingagoni kudzidudzira, imi munofanira kundipa nguo dzomucheka makumi matatu namakumi matatu ehanzu.” Ivo vakati, “Tiudze chirahwe chako. Rega tichinzwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mukatadza kuchirapanura imi ndimi muchandipa pesa dzamachira erineni makumi matatu namakumiwo matatu ehanzu dzapamabiko.” Vakamuti, “Tiitire chirahwe chako tinzwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana musingagoni kundidudzira icho, imi muchafanira kundipa nguo dzomucheka dzina makumi matatu, nehanzu dzakanaka dzina makumi matatu.” Ivo vakati kwaari, “Chitaura hako chirabwe, chako, tichinzwe.”
Shona 2009?
Asi kana musingagoni kundidudzira icho, imwi muchafanira kundipa nguvo dzomucheka dzina makumi matatu, nehanzu dzakanaka dzina makumi matatu." Ivo vakati kwaari, "Chitaura hako chirabwe, chako, tichinzwe."
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana musingagoni kundidudzira icho, imi muchafanira kundipa nguo dzomucheka dzina makumi matatu, nehanzu dzakanaka dzina makumi matatu.” Ivo vakati kwaari, “Chitaura hako chirabwe, chako, tichinzwe.”