Judges 14:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa recinomŋe ʋakati kumukadzi waSamsoni: Nyeŋgetedza murume wako, atiɗudzire cirabge, tirege kukupisa nomŋoto, iwe naʋeimba yaɓaɓa ʋako; makatiɗana kuti mutitorere ɀatinaɀo kanhi? Ndiɀo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechina, vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume wako kuti atsanangure chirahwe kuti tiregere kukupisai mukafa iwe neveimba yababa vako. Munotikoka pano kuzotibira nhai?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechina vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume vako, atiudze zvinoreva chirahwe ichi, nokuti tingatokupisai nomoto imi mose nemhuri yababa wako. Heya makatikoka kuno kuti muzotipinza urombo nhai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva rechinomwe vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume wako, atidudzire chirabwe, tirege kukupisa nomoto, iwe naveimba yababa vako; makatidana kuti mutitorere zvatinazvo kanhi? Ndizvo here?”
Shona 2009?
Zvino nezuva rechinomwe vakati kumukadzi waSamusoni, "Nyengetedza murume wako, atidudzire chirabwe, tirege kukupisa nomoto, iwe naveimba yababa vako; makatidana kuti mutitorere zvatinazvo kanhi? Ndizvo here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva rechinomwe vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume wako, atidudzire chirabwe, tirege kukupisa nomoto, iwe naveimba yababa vako; makatidana kuti mutitorere zvatinazvo kanhi? Ndizvo here?”