Judges 14:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaramba acicema kwaari mazuʋa manomŋe paŋguʋa yomutambo; ɀino nezuʋa recinomŋe akamuʋudza, nokuti wakamutambudza kwaɀo; ipapo akandoʋudza ʋana ʋaʋanhu ʋake cirabge ico.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akachema kwamazuva manomwe ose omutambo. Saka akapedzisira amuudza pazuva rechinomwe, nokuti akaramba achingomumanikidza. Iye akabva azotsanangurira vanhu vake chirahwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu akamuchemera kwamazuva manomwe mazuva ose amabiko avo. Kuzoti rava rechinomwe Samusoni akazomuudza nokuti mukadzi wake akangoramba ati naye nanga nanga, akabva andoudza vanhu vorudzi rwake zvachinoreva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaramba achichema kwaari mazuva manomwe panguva yomutambo; zvino nezuva rechinomwe akamuudza, nokuti wakamutambudza kwazvo; ipapo akandoudza vana vavanhu vake chirabwe icho.
Shona 2009?
Akaramba achichema kwaari mazuva manomwe panguva yomutambo; zvino nezuva rechinomwe akamuudza, nokuti wakamutambudza kwazvo; ipapo akandoudza vana vavanhu vake chirabwe icho.
Shona SUB 2002 Bible
Akaramba achichema kwaari mazuva manomwe panguva yomutambo; zvino nezuva rechinomwe akamuudza, nokuti wakamutambudza kwazvo; ipapo akandoudza vana vavanhu vake chirabwe icho.