Judges 14:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa recinomŋe zuʋa ricigere kuʋira, ʋarume ʋeguta ʋakati kwaari: Ko cinotapira kukunda ʋuci cinyi? Ʋuye cinesimba kukunda shumba cinyiko? Iye akati kwaʋari: Ƌai musina‐kurima netsiru raŋgu, Hamuzaiwana cirabge caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechinomwe, zuva risati radoka, varume vomuguta vakati kwaari, “Chiiko chinotapira souchi? Chiiko chine simba seshumba?” Samusoni akati kwavari, “Dai manga musina kurima netsiru rangu, mungadai musina kugona kududzira chirahwe changu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva risati radoka pazuva rechinomwe iroro, vanhu vomuguta iri vakati kuna Samusoni, “Chii chinotapira kupinda uchi? Chii chine simba kupinda shumba?” Iyewo akavati, “Heede, dai musina kutorima netsiru rangu mungadai musina kuziva chirahwe changu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva rechinomwe zuva richigere kuvira, varume veguta vakati kwaari, “Ko chinotapira kukunda uchi chinyi? Uye chine simba kukunda shumba chinyiko?” Iye akati kwavari, “Dai musina kurima netsiru rangu, Hamuzaiwana chirabwe changu.”
Shona 2009?
Nezuva rechinomwe zuva richigere kuvira, varume veguta vakati kwaari, "Ko chinotapira kukunda uchi chinyi? Uye chine simba kukunda shumba chinyiko?"Iye akati kwavari, "Dai musina kurima netsiru rangu, Hamuzaiwana chirabwe changu."
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva rechinomwe zuva richigere kuvira, varume veguta vakati kwaari, “Ko chinotapira kukunda uchi chinyi? Uye chine simba kukunda shumba chiiko?” Iye akati kwavari, “Dai musina kurima netsiru rangu, Hamuzaiwana chirabwe changu.”