Judges 14:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akakwira akandoʋudza ɓaɓa ʋake namai ʋake, akati: Ndaʋona mukadzi paTimna pakati paʋakunda ʋaʋaFiristia; naiɀoɀo ɀino nditorerei iye, aʋe mukadzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati adzoka, akasvikoti kuna baba namai vake, “Ndaona mukadzi wechiFiristia muTimina; zvino nditorerei iye ave mukadzi wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzoka kuna baba naamai vake ava kuti, “Ndakaona mumwe musikana wechiFirisitia kuTimuna. Zvino ndiroorereiwo musikana iyeyo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakwira akandoudza baba vake namai vake, akati, “Ndaona mukadzi paTimuna pakati pavakunda vavaFirisitia; naizvozvo zvino nditorerei iye, ave mukadzi wangu.”
Shona 2009?
Akakwira akandoudza baba vake namai vake, akati, "Ndaona mukadzi paTimuna pakati pavakunda vavaFirisitia; naizvozvo zvino nditorerei iye, ave mukadzi wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Akakwira akandoudza baba vake namai vake, akati, “Ndaona mukadzi paTimuna pakati pavakunda vavaFirisitia; naizvozvo zvino nditorerei iye, ave mukadzi wangu.”