Judges 14:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mukadzi waSamsoni akapiwa shamŋari yake, wakaŋga amuperekedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mukadzi waSamusoni akapiwa kushamwari yakanga yamuperekedza pasvitsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi waSamusoni akazova mukadzi womumwe wake, aiva muperekedzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mukadzi waSamusoni akapiwa shamwari yake, wakanga amuperekedza.
Shona 2009?
Asi mukadzi waSamusoni akapiwa shamwari yake, wakanga amuperekedza.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mukadzi waSamusoni akapiwa shamwari yake, wakanga amuperekedza.