Judges 14:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓuruka, akandotaura nomukadzi, iye akafadza Samsoni kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaburuka akandotaura nomukadzi, uye aimuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samusoni akadzikako akandokurukurirana nomukadzi uya. Mukadzi uyu aidiwa naSamusoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaburuka, akandotaura nomukadzi, iye akafadza Samusoni kwazvo.
Shona 2009?
Akaburuka, akandotaura nomukadzi, iye akafadza Samusoni kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Akaburuka, akandotaura nomukadzi, iye akafadza Samusoni kwazvo.