Judges 14:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akabgutora namaʋoko ake, akaenda acidya; akaȿika kunaɓaɓa ʋake namai ʋake, akaʋapa ʋakadya ʋo; asi haana‐kuʋaʋudza kuti wakaŋga aɓura ʋuci mucitunha ceshumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akahubura namaoko ake akadya achifamba. Akati asvika kuvabereki vake akavapa humwe vakadyawo naivo. Asi haana kuvaudza kuti akanga atora uchi mumutumbi weshumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akahukwaturira muruoko rwake ndokupfuura nerwendo rwake, oenda zvake achihudya. Akasvika kuna baba naamai vake, akavapawo humwe, ndokubva vadya zvavo. Asi haana kuvaudza kuti hwabva muchitunha cheshumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akahutora namaoko ake, akaenda achidya; akasvika kuna baba vake namai vake, akavapa vakadyawo; asi haana kuvaudza kuti wakanga abura uchi muchitunha cheshumba.
Shona 2009?
Akahutora namaoko ake, akaenda achidya; akasvika kuna baba vake namai vake, akavapa vakadyawo; asi haana kuvaudza kuti wakanga abura uchi muchitunha cheshumba.
Shona SUB 2002 Bible
Akahutora namaoko ake, akaenda achidya; akasvika kuna baba vake namai vake, akavapa vakadyawo; asi haana kuvaudza kuti wakanga abura uchi muchitunha cheshumba.