Judges 15:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋaJuda ʋakati: Makwirireiko kuzorwa nesu: Iʋo ʋakati: Takwira kuzosuŋga Samsoni, timuitire seɀaakatiitira isu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veJudha vakavabvunza vakati, “Mauyireiko kuzorwa nesu?” Ivo vakati, “Tauya kuzotora Samusoni kuti ave musungwa, uye kuti tiite kwaari zvaakatiitira isu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vomudzinza raJudha vakabvunza kuti, “Chamavinga kuzotirwisira chii?” Ivo vakati, “Tauya kuzosunga Samusoni kuti timutsividze zvaakatiitira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vaJudha vakati, “Makwirireiko kuzorwa nesu.” Ivo vakati, “Takwira kuzosunga Samusoni, timuitire sezvaakatiitira isu.”
Shona 2009?
Varume vaJudha vakati, "Makwirireiko kuzorwa nesu." Ivo vakati, "Takwira kuzosunga Samusoni, timuitire sezvaakatiitira isu."
Shona SUB 2002 Bible
Varume vaJudha vakati, “Makwirireiko kuzorwa nesu.” Ivo vakati, “Takwira kuzosunga Samusoni, timuitire sezvaakatiitira isu.”