Judges 15:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Isu taɓurukira ʋuno kuzokusuŋga, kuti tikuise mumaʋoko aʋaFiristia. Samsoni akati kwaʋari: Pikai kwandiri, kuti imi hamuŋgandiʋambi mumene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakati kwaari, “Tauya kuzokusunga kuti tikuise kuvaFiristia.” Samusoni akati, “Pikai kwandiri kuti imi hamundiurayi pachenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kwaari, “Tadzika kuno kuzokusunga kuti tikuise mumaoko evaFirisitia.” Samusoni akati kwavari, “Nditsidzirei kuti hamuzondiuraya imi pachenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Isu taburukira kuno kuzokusunga, kuti tikuise mumaoko avaFirisitia.” Samusoni akati kwavari, “Pikai kwandiri, kuti imi hamungandivambi mumene.”
Shona 2009?
Vakati kwaari, "Isu taburukira kuno kuzokusunga, kuti tikuise mumaoko avaFirisitia." Samusoni akati kwavari, "Pikai kwandiri, kuti imwi hamungandivambi mumene."
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Isu taburukira kuno kuzokusunga, kuti tikuise mumaoko avaFirisitia.” Samusoni akati kwavari, “Pikai kwandiri, kuti imi hamungandivambi mumene.”